January 14-20
MABASA 23-24
Rwiyo 148 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Anopomerwa Kuti Anonetsa Uye Anoita Kuti Pave Nekumukira”: (10 min.)
Mab 23:12, 16—Zano rekuda kuuraya Pauro harina kubudirira (bt 191 ¶5-6)
Mab 24:2, 5, 6—Gweta rainzi Teturo rakapomera Pauro pamberi pagavhuna weRoma (bt 192 ¶10)
Mab 24:10-21—Pauro akaramba zvaaipomerwa asi akazviita neruremekedzo uye akapa uchapupu neushingi (bt 193-194 ¶13-14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mab 23:6—Nei Pauro akazviti aiva muFarisi? (“ini ndiri muFarisi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 23:6, nwtsty)
Mab 24:24, 27—Ndiani ainzi Drusira? (“Drusira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 24:24, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 23:1-15 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mushumo Webasa Wepagore: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Verengai tsamba inobva kuhofisi yebazi yemushumo webasa wepagore, mozoita kuti vaparidzi vamakatosarudza nechekare vauye kuchikuva votaura zvinokurudzira zvavakasangana nazvo muushumiri mugore rebasa rakapfuura.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 50
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 128 Nemunyengetero