RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 February p. 6
  • February 25–March 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 25–March 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 February p. 6

February 25–March 3

VAROMA 9-11

  • Rwiyo 25 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mufananidzo Wemuti Wemuorivhi”: (10 min.)

    • VaR 11:16​—Muorivhi wakaita zvekudyarwa unomiririra kuzadziswa kwechinangwa chaMwari pasungano yaakaita naAbrahamu (w11 5/15 23 ¶13)

    • VaR 11:17, 20, 21​—Vakazodzwa vanonamatidzwa pamuorivhi wekufananidzira vanofanira kuramba vaine kutenda (w11 5/15 24 ¶15)

    • VaR 11:25, 26​—Nhamba yakazara yevese vanoumba Israeri waMwari ‘ichaponeswa’ (w11 5/15 25 ¶19)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 9:21-23​—Nei tichifanira kubvuma kuumbwa naJehovha, Muumbi Mukuru? (w13 6/15 25 ¶5)

    • VaR 10:2​—Nei tichifanira kuva nechokwadi chekuti manamatiro edu anoenderana nechokwadi chiri muBhaibheri? (it-1-E 1260 ¶2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 10:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yepaunodzokera kechipiri, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 60

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kurega Kudzidza Bhaibheri Nevanhu Vasingafambiri Mberi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 56

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 36 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe