RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 November p. 7
  • Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • “Tumari Tuviri” Twakapiwa Nechirikadzi Twaikosha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • “Kuzadza Ruoko Nechipo chaJehovha”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Zvapupu zvaJehovha Zvinowanepi Mari Yekuita Basa Razvo?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Jehovha Anoda Vapi Vanofara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 November p. 7
Hanzvadzi yakabata foni

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoda Munhu Anopa Achifara

Pana 2 VaKorinde 9:7 tinoudzwa kuti: “Mumwe nemumwe ngaaite sezvaakasarudza mumwoyo make, kwete kuita asingadi kana kuti achimanikidzwa, nekuti Mwari anoda munhu anopa achifara.” Mazuva ano pava nenzira dziri nyore dzekupa zvipo paIndaneti kuti titsigire basa reZvapupu zvaJehovha munyika medu uye pasi rese.

ONA VHIDHIYO INONZI KUPA ZVIPO UCHISHANDISA FONI, TABLET KANA KOMBIYUTA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Foni uye tablet zviri kuratidza jw.org

    Tingaita sei kana tichida kuziva nzira dzekupa nadzo zvipo tichishandisa Indaneti munyika medu?

  • Murume nemudzimai vari kuronga zvavanoda kuzopa

    Kupa zvipo tichishandisa Indaneti kuri kubatsira sei vamwe?

  • Pekubaya pajw.org uchisarudza zvaunoda kupa

    Ndedzipi dzimwe nzira dzatinogona kushandisa pakupa zvipo?

  • Hama yechidiki iri kubatsira hama yakura kuti ipe ichishandisa Indaneti

    Tingaita sei kana tisiri kunzwisisa kuti kupa zvipo tichishandisa Indaneti kunoitwa sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe