RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 13
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Shoko raMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Shandisa Shoko raMwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Taura Zvinobaya Mwoyo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Shandisa Shoko raMwari

Shoko raMwari rine simba! (VaH 4:12) Rinogona kubaya mwoyo yevaya vasingazivi Mwari. (1VaT 1:9; 2:13) Tinofara chaizvo kana mumwe munhu akaratidza kuti ari kukoshesa chokwadi cheBhaibheri chatinenge tamuratidza.

ONA VHIDHIYO INONZI WANA MUFARO PAKUITA KUTI VANHU VAVE VADZIDZI—VANDUDZA UNYANZVI HWAKO—KUITA KUTI SHOKO RAMWARI RIBUDISE SIMBA RARO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kuita Kuti Shoko raMwari Ribudise Simba Raro.’ Neeta anoteerera Jade achiverenga vhesi.

    Neeta akataura mashoko api kuna Jade akabatsira kuti Shoko raMwari ribudise simba raro?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kuita Kuti Shoko raMwari Ribudise Simba Raro.’ Jade anoverenga vhesi zvinonzwika.

    Neeta akaita sei kuti Shoko raMwari ribudise simba raro paakaita kuti vhesi yaaida kushandisa iverengwe zvinonzwika uye nekukurukura pfungwa inokosha iri pavhesi yacho?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kuita Kuti Shoko raMwari Ribudise Simba Raro.’ Jade anonyemwerera Neeta.

    Chii chinoratidza kuti Jade akabayiwa mwoyo nevhesi yaakaverenga uye unofunga kuti zvakaita kuti Neeta anzwe sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe