RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 14
  • April 26–May 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 26–May 2
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 14

April 26–May 2

NUMERI 25-26

  • Rwiyo 135 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 26:55, 56—Jehovha akaratidza sei uchenjeri paaigovera nyika kumadzinza evaIsraeri? (it-1-E 359 ¶1-2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 25:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)

  • Hurukuro: (5 min.) w04 4/1 29—Musoro: Nei Pana Numeri 25:9 Pakashandiswa Nhamba Yakasiyana Neiri Pana 1 VaKorinde 10:8? (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • “Sarudza Shamwari Dzako Nekuchenjera”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Mienzaniso Inotiyambira Mazuva Ano—Chidimbu. Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo yacho yese iyo iri muChirungu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 3, chits. 8 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe