RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb25 March p. 7
  • March 31–April 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 31–April 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
mwb25 March p. 7

MARCH 31–APRIL 6

ZVIREVO 7

Rwiyo 34 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Pfambi yemunguva yekare, yakamira pedyo nemba yayo rimwe jaya pariri kupfuura.

1. Usazvipinza Mumiedzo

(10 min.)

Rimwe jaya rakapusa rinopfuura nemunzvimbo inozivikanwa kuti izere nepfambi (Zvi 7:​7-9; w00 11/15 29 ¶5)

Imwe pfambi inomuti arare naye (Zvi 7:​10, 13-21; w00 11/15 30 ¶4-6)

Zvaanoita zvinoita kuti arasikirwe neushamwari hwake naJehovha (Zvi 7:​22, 23; w00 11/15 31 ¶2)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Zvi 7:3—Zvinorevei kusungirira mirayiro yaMwari paminwe yedu uye kuinyora pahwendefa remwoyo wedu? (w00 11/15 29 ¶1)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Zvi 7:​6-20 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Pamakapedzisira kuonana, saimba akagamuchira pepa rekumukoka kuChirangaridzo uye akaratidza kufarira. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 5)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Pamakapedzisira kuonana, saimba akagamuchira pepa rekumukoka kuChirangaridzo uye akaratidza kufarira. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)

6. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Pamakapedzisira kuonana, saimba akagamuchira pepa rekumukoka kuChirangaridzo uye akaratidza kufarira. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 13

7. Pane Imwe Nguva Yaizomuka Mumwe Mukana (Ruka 4:6)

(15 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana yapera, bvunzai vateereri kuti:

  • Satani akaedza sei Jesu, uye izvi zvingaitikawo sei kwatiri?

  • Tingakunda sei miedzo inobva kuna Dhiyabhorosi?

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 24 ¶13-21

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 70 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe