Nyaya Dziri paJw Library Uye paJW.ORG
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Basa redu rinotsigirwa sei munyika dzisina kubudirira?
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?
Ona kuti ndepapi paunogona kutadziswa kuisa pfungwa dzako pachinhu chimwe chete nezvinhu zvakadai semafoni uye zvaungaita kuti uise pfungwa pachinhu chimwe chete.
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.