Yekudzidza
DECEMBER 2021
NYAYA DZEKUDZIDZA: JANUARY 31–FEBRUARY 27, 2022
© 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Pangowani yemupristi mukuru paiva nekarata kegoridhe kaiva nemashoko ekuti “Utsvene ndehwaJehovha” (Ona nyaya yekudzidza 48, ndima 6-7)