Yekudzidza
FEBRUARY 2022
NYAYA DZEKUDZIDZA: APRIL 4–MAY 1, 2022
© 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
VaKristu vemuJudhiya vakatizira kuguta rePera iro raiva mhiri kweRwizi rwaJodhani. Vaya vakanga vasvika muguta racho kare vari kugova zvekudya kune vamwe vaKristu vachangosvika (Ona nyaya yekudzidza 9, ndima 13)