RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w22 July p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
w22 July p. 32

Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Mamishinari Ari “Kusvika Kunzvimbo Dziri Kure Dzenyika”

Tine mamishinari ari mundima anodarika 3 000 pasi rese. Mari inoshandiswa pakuvachengeta iri kubva kupi?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvamungaita Kuti Basa Riperere Kubasa

Mazano mashanu anogona kukubatsira kuti basa rako risavhiringidza wanano yako.

ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Vaipfeka Triangle Yepepuru

Nei iye zvino vadzidzisi vepane chimwe chikoro vava kutaura nezveZvapupu zvaJehovha pavanodzidzisa nezvevasungwa vaiva mumisasa yevaNazi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe