Yekudzidza
NOVEMBER 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: JANUARY 8–FEBRUARY 4, 2024
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Ezra achichema uye achinyengetera ari patemberi, achishungurudzika nezvivi zvevanhu. Vanhu vakawanda varipo vari kuchemawo. Shekaniya anobva anyaradza Ezra achimuudza kuti: “Pachiine tariro kuvaIsraeri. . . . Isu tinewe.”—Ezra 10:2, 4 (Ona nyaya yekudzidza 48, ndima 17)