EKSODHO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
VaIsraeri vanowanda muIjipiti (1-7)
Farao anodzvinyirira vaIsraeri (8-14)
Vananyamukuta vanotya Mwari vanosiya vana vari vapenyu (15-22)
2
Kuzvarwa kwaMozisi (1-4)
Mwanasikana waFarao anotora Mozisi (5-10)
Mozisi anotizira kuMidhiyani uye anoroora Zipora (11-22)
Mwari anonzwa kuchema kwevaIsraeri (23-25)
3
Mozisi anoona gwenzi richibvira (1-12)
Jehovha anotsanangura zvinoreva zita rake (13-15)
Jehovha anotuma Mozisi (16-22)
4
Zviratidzo zvitatu zvaifanira kuitwa naMozisi (1-9)
Mozisi anozviona seasina kukodzera basa raapiwa (10-17)
Mozisi anodzokera kuIjipiti (18-26)
Mozisi anoonana zvakare naAroni (27-31)
5
Mozisi naAroni vanomira pamberi paFarao (1-5)
Kudzvinyirirwa kwevaIsraeri kunowedzera (6-18)
VaIsraeri vanopa Mozisi naAroni mhosva (19-23)
6
Vanovimbiswazve kuti vachanunurwa (1-13)
Dzinza raMozisi naAroni (14-27)
Mozisi anofanira kumirazve pamberi paFarao (28-30)
7
Jehovha anosimbisa Mozisi (1-7)
Tsvimbo yaAroni inochinja kuva nyoka huru (8-13)
Dambudziko 1: mvura inochinja kuva ropa (14-25)
8
Dambudziko 2: matatya (1-15)
Dambudziko 3: unyunyu (16-19)
Dambudziko 4: mbuo (20-32)
9
Dambudziko 5: kufa kwezvipfuwo (1-7)
Dambudziko 6: mamota pavanhu nepazvipfuwo (8-12)
Dambudziko 7: chimvuramabwe (13-35)
10
11
12
Kutangwa kwePaseka (1-28)
Dambudziko 10: matangwe anourayiwa (29-32)
VaIsraeri vanotanga kubuda (33-42)
Machengeterwo ePaseka (43-51)
13
Matangwe ese echirume nemikono yese inotanga kuberekwa ndezvaJehovha (1, 2)
Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (3-10)
Matangwe ese echirume nemikono yese inotanga kuberekwa zvinofanira kupiwa Mwari (11-16)
Israeri anoitwa kuti aende akananga kuGungwa Dzvuku (17-20)
Shongwe yegore neyemoto (21, 22)
14
Israeri anosvika pagungwa (1-4)
Farao anotevera Israeri (5-14)
Israeri anoyambuka Gungwa Dzvuku (15-25)
VaIjipiti vanonyura mugungwa (26-28)
Israeri anotenda muna Jehovha (29-31)
15
Rwiyo rwekukunda rwaMozisi nevaIsraeri (1-19)
Miriyemu anoimba achidavira (20, 21)
Mvura inovava inoitwa kuti inake (22-27)
16
Vanhu vanogunun’una nezvezvekudya (1-3)
Jehovha anonzwa kugunun’una kwevanhu (4-12)
Vanhu vanopiwa zvihuta nemana (13-21)
Hapana mana inowanika paSabata (22-30)
Imwe mana inochengetwa kuti ive chiyeuchidzo (31-36)
17
Kugunun’una nezvekushaya mvura paHorebhi (1-4)
Mvura inobuda padombo (5-7)
Kurwiswa nevaAmareki uye kuvakunda (8-16)
18
19
PaGomo reSinai (1-25)
Israeri achava umambo hwevapristi (5, 6)
Vanhu vanotsveneswa kuti vasangane naMwari (14, 15)
20
21
22
23
Mitongo yevaIsraeri (1-19)
Kutungamirirwa nengirozi kwevaIsraeri (20-26)
Kutora nyika uye kuisa miganhu (27-33)
24
25
26
27
28
Nguo dzemupristi (1-5)
Efodhi (6-14)
Homwe yepachipfuva (15-30)
Nguo isina maoko (31-35)
Ngowani ine karata kanopenya kegoridhe (36-39)
Dzimwe nguo dzemupristi (40-43)
29
30
Atari yerusenzi (1-10)
Kuverengwa kwevanhu uye mari yekuyananisira (11-16)
Mudziyo wemhangura wemvura yekugeza (17-21)
Magadzirirwo emafuta ekuzodza nawo (22-33)
Magadzirirwo erusenzi tsvene (34-38)
31
Mhizha dzinozadzwa nemweya waMwari (1-11)
Sabata, chiratidzo pakati paMwari naIsraeri (12-17)
Mahwendefa maviri ematombo (18)
32
33
Mwari anotsiura vanhu (1-6)
Tende rekusanganira rinoiswa kunze kwemusasa (7-11)
Mozisi anokumbira kuona kubwinya kwaJehovha (12-23)
34
Mahwendefa matsva ematombo (1-4)
Mozisi anoona kubwinya kwaJehovha (5-9)
Mashoko esungano anotaurwa zvakare (10-28)
Chiso chaMozisi chinopenya (29-35)
35
Machengeterwo eSabata (1-3)
Zvipo zvekugadzirisa tebhenekeri (4-29)
Bhezareri naOhoriyabhi vanozadzwa nemweya waMwari (30-35)
36
37
38
Atari yezvibayiro zvinopiswa (1-7)
Mudziyo wemhangura wekuisira mvura yekugeza (8)
Chivanze (9-20)
Kuverengwa kwezvinhu zvepatebhenekeri (21-31)
39
Kugadzira nguo dzemupristi (1)
Efodhi (2-7)
Homwe yepachipfuva (8-21)
Nguo isina maoko (22-26)
Dzimwe nguo dzevapristi (27-29)
Karata kanopenya kegoridhe (30, 31)
Mozisi anoongorora tebhenekeri (32-43)
40