REVHITIKO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
3
4
5
Zvimwe zvivi uye zvibayiro zvaifanira kupiwa (1-6)
Mipiro yaigona kupiwa nevarombo (7-13)
Chibayiro chemhosva chemunhu anotadza asingazivi (14-19)
6
7
Zvinoitwa pakupa mipiro (1-21)
Kurambidzwa kudya mafuta kana kuti ropa (22-27)
Mugove wemupristi (28-36)
Mhedziso panyaya yemipiro (37, 38)
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
Tebhenekeri, pekupisira zvibayiro (1-9)
Kurambidzwa kudya ropa (10-14)
Zvinofanira kuitwa kana munhu adya mhuka yakafa yega (15, 16)
18
19
20
Kunamata Moreki; kuita zvemasvikiro (1-6)
Ivai vatsvene uye remekedzai vabereki (7-9)
Anorara nemunhu zvisingabvumirwe nemutemo uye anorara nemhuka anofanira kuurayiwa (10-21)
Rambai muri vatsvene kuti murambe muri munyika yacho (22-26)
Masvikiro anofanira kuurayiwa (27)
21
Vapristi vanofanira kuva vatsvene uye vasina kusvibiswa (1-9)
Mupristi mukuru haafaniri kuzvisvibisa (10-15)
Vapristi havafaniri kunge vakaremara (16-24)
22
23
24
Mafuta emumarambi etebhenekeri (1-4)
Zvingwa zvekuratidza (5-9)
Munhu akamhura zita raMwari anourayiwa (10-23)
25
Gore reSabata (1-7)
Gore reJubheri (8-22)
Kudzorerwa kwemunda kana kuti imba (23-34)
Kubata varombo zvakanaka (35-38)
Mitemo pamusoro pevaranda (39-55)
26
Siyanai nezvidhori (1, 2)
Makomborero ekuteerera (3-13)
Kurangirwa kusateerera (14-46)
27
Kudzikinurwa kwezvinhu zvinenge zvakaitirwa mhiko (1-27)
Zvinhu zvinenge zvakatsaurirwa kuna Jehovha zvachose (28, 29)
Kudzikinurwa kwezvegumi (30-34)