RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 448
  • Zviri Mubhuku raRute

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mubhuku raRute
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • “Mukadzi Akanaka Kwazvo”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • Kuroorana Kusingafungidziriki kwaBhoazi naRute
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • “Mukadzi Akanaka Kwazvo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raRute
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri Mubhuku raRute

RUTE

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Erimereki nemhuri yake vanotamira kuMoabhi (1, 2)

    • Naomi, Opa, naRute vanofirwa nevarume (3-6)

    • Rute anoramba kusiya Naomi, anorambawo kusiya Mwari waNaomi (7-17)

    • Naomi anodzokera kuBhetrehema naRute (18-22)

  • 2

    • Rute anounganidza zvinosaririra mumunda waBhoazi (1-3)

    • Rute naBhoazi vanoonana kekutanga (4-16)

    • Rute anoudza Naomi nezvemutsa waaitirwa naBhoazi (17-23)

  • 3

    • Naomi anorayira Rute (1-4)

    • Rute naBhoazi vari paburiro (5-15)

    • Rute anodzokera kuna Naomi (16-18)

  • 4

    • Bhoazi anova mudzikinuri (1-12)

    • Bhoazi naRute vanobereka Obhedhi (13-17)

    • Dzinza raDhavhidhi (18-22)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe