JOBHO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kuperera kwaJobho uye upfumi hwake (1-5)
Satani anotaura kuti Jobho haatyi Mwari zvechokwadi (6-12)
Jobho anorasikirwa neupfumi hwake nevana vake (13-19)
Jobho haapi Mwari mhosva (20-22)
2
Satani anotaura zvakare kuti Jobho haatyi Mwari zvechokwadi (1-5)
Satani anobvumirwa kurova muviri waJobho (6-8)
Mudzimai waJobho: “Tuka Mwari ufe!” (9, 10)
Shamwari nhatu dzaJobho dzinosvika (11-13)
3
4
5
6
Jobho anopindura (1-30)
Anoratidza kuti haangamboregi kuchema (2-6)
Vanyaradzi vake vanyengeri (15-18)
“Mashoko echokwadi haarwadzi!” (25)
7
8
9
Jobho anopindura (1-35)
Munhu anofawo zvake haagoni kutongana naMwari (2-4)
‘Mwari anoita zvinhu zvisingagoni kuongororwa’ (10)
Munhu haagoni kupikisana naMwari (32)
10
11
12
Jobho anopindura (1-25)
“Handina kuderera kukupfuurai” (3)
“Ndava chiseko” (4)
‘Mwari ndiye ane uchenjeri’ (13)
Mwari ari pamusoro pevatongi nemadzimambo (17, 18)
13
14
15
16
17
18
19
Jobho anopindura (1-29)
Anoramba kutsiurwa neshamwari dzake dzenhema (1-6)
Anotaura kuti vanhu vamurasa (13-19)
“Mudzikinuri wangu mupenyu” (25)
20
21
22
23
Jobho anopindura (1-17)
Anoda kutaura nyaya yake pamberi paMwari (1-7)
Anotaura kuti ari kushaya Mwari (8, 9)
‘Ndakaramba ndichitevera nzira yake ndisingatsauki’ (11)
24
25
26
Jobho anopindura (1-14)
“Inga unogona kubatsira munhu asina simba!” (1-4)
‘Mwari anorembedza nyika pasina chinhu’ (7)
‘Zvinongova mupendero wenzira dzaMwari’ (14)
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
Jobho anopindura Jehovha (1-6)
Shamwari nhatu dzinonzi dzine mhosva (7-9)
Jehovha anodzorera Jobho paaiva pakutanga (10-17)