RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt p. 1448
  • Zviri mubhuku raAmosi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri mubhuku raAmosi
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 30—Amosi
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Jehovha Achatonga Vakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Pfungwa Huru Dzatinowana mumaBhuku aJoeri naAmosi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Tsvaka Jehovha, Muongorori Wemwoyo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zviri mubhuku raAmosi

AMOSI

ZVIRI MUBHUKU RACHO

  • 1

    • Amosi anopiwa mashoko naJehovha (1, 2)

    • Kutongwa nemhaka yekupanduka kakawanda (3-15)

      • Siriya (3-5), Firistiya (6-8), Tire (9, 10), Edhomu (11, 12), Amoni (13-15)

  • 2

    • Kutongwa nemhaka yekupanduka kakawanda (1-16)

      • Moabhi (1-3), Judha (4, 5), Israeri (6-16)

  • 3

    • Kuzivisa mitongo yaMwari (1-8)

      • Mwari anozivisa zvakavanzika zvake (7)

    • Kutongwa kweSamariya (9-15)

  • 4

    • Shoko kumhou dzekuBhashani (1-3)

    • Jehovha anotsvinyira vaIsraeri nekunamata kwavo kwenhema (4, 5)

    • VaIsraeri vanorangwa asi havateereri (6-13)

      • “Gadzirira kusangana naMwari wako” (12)

      • ‘Mwari anoudza munhu pfungwa dzake’ (13)

  • 5

    • Israeri akaita semhandara yadonha (1-3)

    • Tsvagai Mwari, murambe muchirarama (4-17)

      • Vengai zvakaipa mude zvakanaka (15)

    • Zuva raJehovha richava nerima (18-27)

      • Zvibayiro zvevaIsraeri zvinorambwa (22)

  • 6

    • Vane nhamo vaya vasingatirimuki! (1-14)

      • Mibhedha yakagadzirwa nenyanga dzenzou; midziyo yewaini (4, 6)

  • 7

    • Zviratidzo zvekuti Israeri yava kuda kuparadzwa (1-9)

      • Mhashu (1-3), moto (4-6), tambo yekururamisa mudhuri (7-9)

    • Amosi anoudzwa kuti arege kuprofita (10-17)

  • 8

    • Chiratidzo chetswanda ine michero yemuzhizha (1-3)

    • Vadzvinyiriri vanotongwa (4-14)

      • Nzara yekushaya mashoko aMwari (11)

  • 9

    • Mitongo yaMwari haitiziki (1-10)

    • Dumba raDhavhidhi richamutswa (11-15)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe