1
Jona anoedza kutiza Jehovha (1-3)
Jehovha anounza mhepo huru mugungwa (4-6)
Jona ndiye akonzera dambudziko racho (7-13)
Jona anokandwa mugungwa risina kugadzikana (14-16)
Jona anomedzwa nehove huru (17)
2
3
Jona anoteerera Mwari oenda kuNinivhi (1-4)
VaNinivhi vanopfidza pavanonzwa mashoko aJona (5-9)
Mwari anosarudza kusaparadza Ninivhi (10)
4