MATEU
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Kushanya kwevazivi venyeredzi (1-12)
Kutizira kuIjipiti (13-15)
Herodhi anouraya vana vakomana (16-18)
Kudzokera kuNazareta (19-23)
3
4
Dhiyabhorosi anoedza Jesu (1-11)
Jesu anotanga kuparidza muGarireya (12-17)
Vadzidzi vekutanga vanoshevedzwa (18-22)
Jesu anoparidza, anodzidzisa, uye anoporesa (23-25)
5
MHARIDZO YEPAGOMO (1-48)
Jesu anotanga kudzidzisa pagomo (1, 2)
Zvinhu 9 zvinounza mufaro (3-12)
Munyu nechiedza (13-16)
Jesu aizozadzisa Mutemo (17-20)
Mazano pamusoro pekushatirwa (21-26), upombwe (27-30), kurambana (31, 32), mhiko (33-37), kutsiva (38-42), kuda vavengi (43-48)
6
7
8
Munhu ane maperembudzi anoporeswa (1-4)
Mukuru weuto anoratidza kutenda (5-13)
Jesu anoporesa vanhu vakawanda muKapenaume (14-17)
Nzira yekutevera nayo Jesu (18-22)
Jesu anodzikamisa dutu (23-27)
Jesu anodzingira madhimoni munguruve (28-34)
9
Jesu anoporesa munhu akaoma mutezo (1-8)
Jesu anoshevedza Mateu (9-13)
Mubvunzo pamusoro pekutsanya (14-17)
Mwanasikana waJairosi; mukadzi anobata nguo yaJesu yekunze (18-26)
Jesu anoporesa mapofu nembeveve (27-34)
Kukohwa kukuru asi vashandi vashoma (35-38)
10
Vaapostora 12 (1-4)
Mirayiridzo yeushumiri (5-15)
Vadzidzi vachatambudzwa (16-25)
Itya Mwari, kwete munhu (26-31)
Haana kuunza rugare, asi bakatwa (32-39)
Kugamuchira vadzidzi vaJesu (40-42)
11
Johani Mubhabhatidzi anorumbidzwa (1-15)
Chizvarwa chisina kuteerera chinoshorwa (16-24)
Jesu anorumbidza Baba vake nekuti vanofarira vanozvininipisa (25-27)
Joko raJesu rinozorodza (28-30)
12
Jesu, “Ishe weSabata” (1-8)
Murume aiva neruoko rwakakokonyara anoporeswa (9-14)
Mushumiri waMwari anodiwa (15-21)
Madhimoni anodzingwa nemweya mutsvene (22-30)
Chivi chisingaregererwi (31, 32)
Muti unozivikanwa nemichero yawo (33-37)
Chiratidzo chaJona (38-42)
Panodzoka mweya usina kuchena (43-45)
Amai vaJesu nevanin’ina vake (46-50)
13
14
Johani Mubhabhatidzi anodimburwa musoro (1-12)
Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (13-21)
Jesu anofamba pamusoro pemvura (22-33)
Kuporesa muGenesareti (34-36)
15
Tsika dzevanhu dzinofumurwa (1-9)
Zvinosvibisa zvinobva mumwoyo (10-20)
Kutenda kwakakura kwemukadzi wechiFinikiya (21-28)
Jesu anorapa zvirwere zvakawanda (29-31)
Jesu anopa vanhu 4 000 zvekudya (32-39)
16
Kukumbira chiratidzo (1-4)
Mbiriso yevaFarisi nevaSadhusi (5-12)
Makiyi eUmambo (13-20)
Jesu anotaura nezverufu rwake (21-23)
Kuva mudzidzi wechokwadi (24-28)
17
Jesu anoshanduka (1-13)
Kutenda kwakaita setsanga yemasitadhi (14-21)
Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (22, 23)
Mutero wakabhadharwa nemari yakatorwa mumuromo mehove (24-27)
18
Mukuru kupfuura vamwe muUmambo (1-6)
Zvinhu zvinogumbura (7-11)
Mufananidzo wegwai rakarasika (12-14)
Zvaungaita kuti uwane hama yako (15-20)
Mufananidzo wemuranda asingaregereri (21-35)
19
Kuroorana uye kurambana (1-9)
Chipo chekusaroora (10-12)
Jesu anokomborera vana (13-15)
Mubvunzo wejaya rakapfuma (16-24)
Kusiya zvimwe zvinhu nekuda kweUmambo (25-30)
20
Vashandi vemumunda wemizambiringa vanobhadharwa zvakafanana (1-16)
Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (17-19)
Kukumbira zvinzvimbo muUmambo (20-28)
Mapofu maviri anoporeswa (29-34)
21
Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (1-11)
Jesu anochenesa temberi (12-17)
Muonde unotukwa (18-22)
Jesu anobvunzwa kuti akapiwa naani mvumo yezvaanoita (23-27)
Mufananidzo wevanakomana vaviri (28-32)
Mufananidzo wevarimi mhondi (33-46)
22
Mufananidzo wemabiko emuchato (1-14)
Mwari uye Kesari (15-22)
Mubvunzo pamusoro perumuko (23-33)
Mirayiro mikuru kupfuura yese (34-40)
Kristu mwanakomana waDhavhidhi here? (41-46)
23
Musatevedzera vanyori nevaFarisi (1-12)
Vane nhamo vanyori nevaFarisi (13-36)
Jesu anochema Jerusarema (37-39)
24
25
26
Vapristi vanoronga kuuraya Jesu (1-5)
Jesu anodirwa mafuta anonhuwirira (6-13)
Paseka yekupedzisira uye kutengeswa (14-25)
Kudya kwaShe Kwemanheru kunotangwa (26-30)
Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (31-35)
Jesu anonyengetera muGetsemane (36-46)
Jesu anosungwa (47-56)
Kutongwa pamberi peSanihedrini (57-68)
Petro anoramba Jesu (69-75)
27
Jesu anoendeswa kuna Pirato (1, 2)
Judhasi anozvisungirira (3-10)
Jesu ari pamberi paPirato (11-26)
Anozvidzwa pamberi pevanhu (27-31)
Anorovererwa padanda paGorogota (32-44)
Kufa kwaJesu (45-56)
Kuvigwa kwaJesu (57-61)
Guva rake rinonyatsochengetedzwa (62-66)
28