RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g01 8/8 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2001
  • Mashoko Akafanana
  • Svorenyama—Shiri Inofungirwa Zvakaipa
    Mukai!—2001
  • Nzira Chete Yokupedza Nayo Ruvengo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Ruvengo Rwapararira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Munhu Anopesana naKristu Ndiani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Mukai!—2001
g01 8/8 pp. 1-2

Zviri Mukati

August 8, 2001

Kuita Kuti Ruvengo Rusavepo

Ruvengo runoramba ruchikonzera kusawirirana nemhirizhonga. Ruvengo runokonzerwa nei? Zvinobvira here kuita kuti ruvengo rusavepo?

3 Ruvengo Rwakapararira Munyika Yose

4 Zvinokonzera Ruvengo

8 Kuita Kuti Ruvengo Rusavepo

12 Zvirwere Zvinotapukira—Zvinoparadza Kwazvo asi Zvinodziviririka

13 Rubatsiro Runowanikwa Kwose Kwose

16 Vazvipiri Vari Pabasa

20 Basa Rokuzvipira Rinobatsira Zvechigarire

23 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Munyengetero Ungandibatsira Sei?

32 Harisi Revayaruki Chete

Svorenyama—Shiri Inofungirwa Zvakaipa 26

Svorenyama yave ichinzi ine utsinye nechitarisiko chakashata. Zvisinei, shiri iyi ine zvakawanda zvainoita zvinoyemurika.

Anopesana naKristu Ndiani? 30

Kwemazana emakore nyaya yokuti anopesana naKristu ndiani yave ichikonzera makakatanwa. Uchapupu hunoratidzei?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

AP Photo/John Gillis

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe