Zviri Mukati
September–October 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Upenyu Hwauri Kurarama Ndihwo Hwawaida Here?
Dambudziko: Zvinhu Zvausingagoni Kuchinja
Dambudziko: Kunyanya Kuwandirwa Nezvokuita
12 Kudzidza Bhaibheri Kunobatsira Kuti Ugone Kuverenga Nekunyora
ONA ZVIMWE PAINDANETI
NYAYA
Nyaya ino inotaura zvinhu 3 zvaungaita zvichakubatsira kuti usanyanya kusuruvara.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA)
MAVHIDHIYO
Muvhidhiyo ino yevana, Kuda ari kutorwa mwoyo nezvinhu zvaari kuona. Chii chinomubatsira kuti asaba?
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA)