RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g19 nha. 3 pp. 14-15
  • Bhuku Rabatsira Vakawanda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhuku Rabatsira Vakawanda
  • Mukai!—2019
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • KUTURIKIRWA UYE KUWANIKA KWEBHAIBHERI
  • DZIDZA ZVIMWE
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA UYE BHAIBHERI
  • BHAIBHERI RESHANDURO YENYIKA ITSVA
  • Shanduro yeNyika Itsva Inodiwa Nemamiriyoni Evanhu Pasi Pose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Kudhinda Nokuparadzira Shoko Rinoyera Ramwari Amene
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Jehovha ndiMwari Anotaura Nevashumiri Vake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Chinhu Chitsva Kuvanoda Shoko raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Mukai!—2019
g19 nha. 3 pp. 14-15
Mukadzi ari kuverenga Bhaibheri

Bhuku Rabatsira Vakawanda

Bhaibheri ndiro bhuku rinowanika mumitauro yakawanda kupfuura mamwe ese uye vanhu vakawanda vanaro. Saka mazano ari muBhaibheri akabatsira vanhu vakawanda kupfuura zvinoitwa nemamwe mabhuku. Funga nezvemashoko anotevera:

KUTURIKIRWA UYE KUWANIKA KWEBHAIBHERI

MaBhaibheri akawanda
  • 96,5% yevanhu vari panyika inokwanisa kuwana Bhaibheri

  • Mumitauro 3 350 RINOWANIKWA (RAKAZARA KANA KUTI ZVIKAMU ZVARO)

  • 5 000 000 000 Nhamba yemaBhaibheri anofungidzirwa kuti akagadzirwa iyo inopfuura yemamwe mabhuku ese nekure

DZIDZA ZVIMWE

ENDA PAWEBSITE YEDU INONZI JW.ORG. URI IPAPO UNOGONA

  • Kuverenga Bhaibheri paIndaneti (rinowanika mumazana emitauro)

  • Kudhaunirodha Bhaibheri

  • Kuwana mhinduro dzemibvunzo yeBhaibheri

  • Kuverenga nyaya dzinoratidza kuti Bhaibheri rakabatsira sei vanhu vakawanda

  • Kudzidza Bhaibheri paIndanetia

  • Kukumbira kudzidza Bhaibheri

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA UYE BHAIBHERI

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA ZVINOSHANDURIRA BHAIBHERI MUMITAURO YAKAWANDA ZVICHIRIPRINDA.

Aya ndiwo mamwe maBhaibheri atakaprinda mumakore akapfuura:

  • American Standard Version remuna 1901

  • The Bible in Living English, Byington

  • The Emphatic Diaglott

  • King James Version

  • Revised Standard Version

  • New Testament yaTischendorf

BHAIBHERI RESHANDURO YENYIKA ITSVA

Girafu riri kuratidza kuwanda kwemaBhaibheri eShanduro Yenyika Itsva akaprindwa kubva muna 1950 kusvika muna 2020
  • Mitauro inopfuura 180 RINOWANIKA (RAKAZARA KANA KUTI MUZVIKAMU)

  • 227 MIRIYONI MABHAIBHERI AKAPRINDWA KUBVA MUNA 1950

a Mumutauro weChirungu kana kuti Portuguese. Mimwe mitauro ichazowedzerwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe