RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g20 nha. 1 p. 16
  • “Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”
  • Mukai!—2020
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • DZEVARI MUWANANO
  • DZEVABEREKI
  • DZEVARI KUYARUKA
  • Unoda Kudzidza Zvimwe Here?
    Mukai!—2021
  • Nhamba Yevana Vari Kuyaruka Vari Kubatwa Nezvirwere Zvepfungwa Iri Kuwedzera—Bhaibheri Rinomboti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
  • Vanhu Vachiri Kuremekedzana Mumhuri Here?
    Mukai!—2024
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2015
Ona Zvimwe
Mukai!—2020
g20 nha. 1 p. 16

“Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”

Murume nemudzimai vari kuverenga patablet.

Mashoko aya ari pana Zvirevo 14:30 akanyorwa makore anenge 3 000 akapfuura! Anoratidza kuti uchenjeri hweBhaibheri hunoramba huchishanda pasinei nekuti rakanyorwa riini. Kana uchida kudzidza zvakawanda, enda pajw.org. Ipapo uchawana mavhidhiyo akasiyana-siyana, nyaya dzakawanda dzinobatsira, uye zvinotaurwa nevamwe vanenge vachibvunzwa uye zvinhu zvinobatsira kuderedza kushushikana. Dzimwe nyaya dzacho ndeidzi:

DZEVARI MUWANANO

  • Kugadzirisa Kusawirirana

  • Zvamungaita Kuti Murambe Muine Rugare Nehama Dzenyu

  • Zvaungaita Kuti Usaramba Uine Chigumbu

DZEVABEREKI

  • Kukurukura Nemwana Wenyu Ari Kuyaruka

  • Mwanasikana Wenyu Paanenge Aine Zvinomunetsa

  • Kudzidzisa Mwana Kuti Akuteererei

DZEVARI KUYARUKA

  • Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi

  • Ndingaita Sei Kuti Ndiwane Nguva Yakakwana Yekurara?

  • Nei Ndichifanira Kuita Kuti Tiwirirane Nevana Vemumba Medu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe