RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g21 nha. 3 p. 16
  • Ongorora Uchapupu Hwacho

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ongorora Uchapupu Hwacho
  • Mukai!—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Upenyu Hwakatanga Sei?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Simbisa Kutenda Kwaunoita Kuti Musiki Ariko
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Mashandisiro Atingaita Bhurocha raMashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ona Zvimwe
Mukai!—2021
g21 nha. 3 p. 16
Mukomana ari muraibhurari achiverenga bhuku rinonzi “Was Life Created?” patablet yake.

Ongorora Uchapupu Hwacho

Mukai! ino inoratidza humwe uchapupu hwekuti zvinhu zviri muchadenga nepanyika zvakasikwa. Ongorora uchapupu uhwu uone kana zviine musoro kubvuma kuti Musiki ariko. Pazasi apa pane mamwe mavhidhiyo aunogona kuona nemabhuku aunogona kuverenga. Unogona kuenda pawebsite inonzi jw.org kuti uwane mhinduro dzemibvunzo inotevera:

Nei vanhu vakawanda vakadzidza vachibvuma kuti Musiki ariko?

Ona mavhidhiyo ari pakanzi “Zvinotaurwa Nevamwe Nezvekwakabva Upenyu.”

Pane uchapupu hunotsigira kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka here?

Verenga bhuku rinonzi Was Life Created?

Zvine musoro here kubvuma kuti Musiki ariko?

Ona vhidhiyo inonzi Zvinotaurwa Nevezera Rako—Kutenda Kuti Mwari Ariko.

Zvine musoro here kubvuma zvinotaurwa neBhaibheri?

Verenga bhuku rinonzi The Origin of Life—Five Questions Worth Asking.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe