RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 38
  • Kuratidzira Ruvimbiko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuratidzira Ruvimbiko
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kukunda Denho Yokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Tarirai Vakavimbika!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • “Ndimi Mega Makavimbika”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Ruvimbiko—Pamutengoi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 38

Rwiyo 38

Kuratidzira Ruvimbiko

(Pisarema 18:25)

1. Zvino Mwari ana vanhu

Vanoda zita rake,

Iungano yovimbika

Yotsaurirwa kwa’ri.

Patafura yomudzimu

Vanodya zuvarose,

Vanenge vachimufadza

Neshoko nechiito.

2. Kuungano yovimbika

Tivimbike kwairi,

Tiipe tsigiro yedu

Kunyange muzvinetso.

Chengeta fariro dzayo,

Dzirege kukuvadzwa;

Taona dzotyisidzirwa,

Tozivisa nyevero.

3. Tibatsire hama dzedu,

Vatsva navakaneta,

Mukufunda nomubasa

Tibatsire netsitsi.

Mudenderedzwa remhuri,

Tibvise kusavimba,

Asi muhukama hwedu

Muve noruvimbiko.

4. Munyika isikavimbi,

Ratidza kuvimbika

Kuvose zvatinofamba

Nenzira yechiKristu.

Satani ova wenhema,

Mwari akarurama.

Tofarirwa nokuvimbwa,

Zvinomupa mufaro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe