RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 65
  • Kusangana Muchinzwano

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusangana Muchinzwano
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Mhuri yaJehovha Inofarikanya Chinzwano Chinokosha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Kushandira Pamwe Chete Muchinzwano
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Farirai Tariro”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chengeta Chinzwano Mumazuva Ano Okupedzisira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 65

Rwiyo 65

Kusangana Muchinzwano

(Pisarema 133)

1. Kwofadza kana hama

Dzichigara pamwe,

Dzine rudo chairwo

Dzichibata pamwe!

Ja unovakomborera;

Sedova paGomo

ReHermoni neZioni

Rinoawandudza.

2. Ngatiunganeiwo;

Timutsane mwoyo.

Tiite danidziro

Yetariro yedu.

Tosanogadzirirawo

Misangano yedu,

Tigokwaniriswa kwazvo

Pakudzidzisana.

3. Mwari akatendeka;

Shoko rake idi.

Ngatiridzidze pamwe

Tariro ijeke.

Tisarega kuungana

Muuhama hwedu,

Tiite izvozvo sezvo

Zuva roswedera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe