RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 73
  • “Uchenjeri Hune Vanozvininipisa”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Uchenjeri Hune Vanozvininipisa”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Nei Kuva Nemwero Kuchiri Kukosha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Unogona Kuramba Uine Mwero Paunoedzwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • “Uchenjeri Huri Kune Vanozvininipisa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Kuzvininipisa—Unhu Hunosimudzira Rugare
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 73

Rwiyo 73

“Uchenjeri Hune Vanozvininipisa”

(Zvirevo 11:2, NW)

1. Tikafamba naJehovha,

Ngatizvininipisewo,

Tizive ukuru hwaJa

Pamwe nouduku hwedu!

2. Tiri “varanda pasina”!

Tiri vanhu vanotadza.

Tika zvininipisawo,

Tichabetsereka kwazvo!

3. ‘Ngatifambe savaduku,’

Ndozvakadzidziswa naShe.

Bva tikava norudado,

Tinoramba zano raShe.

4. Ngatibatire nokutya,

Nokuti tinoda Mwari.

Kufamba naye nomwero

Kunoratidzawo njere.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe