RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 115
  • “Dananai Zvikuru”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Dananai Zvikuru”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Kupfuura Zvinhu Zvose, Dananai Zvikuru”
    Rambai Makarinda!
  • “Rambai Muchifamba Murudo”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Iva Norudo Rusingamboperi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Vakwa Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 115

Rwiyo 115

“Dananai Zvikuru”

(1 Petro 4:8)

1. Rudo rukuru kwazvo

Rwobatsira kutsunga

Nokuwana tendero,

Nokum’batira.

Mwari wakatumira

Kristu shamwari yedu,

Yogadzira ukama

Tibatanidzwe.

Isu tinotya Mwari

Tishonge rudo m’tsoka,

Zvatofamba naKristu,

M’rudo rukuru.

Munyika inovenga

Ngatiratidze rudo.

Inzira yotevera—

Mwari wedenga, Mwari wedenga.

2. Rudo rwechokwadi’rwu

Harugumburi munhu,

Rwunoremekedzesa

Dzihama dzedu.

Rwunyoro, rune mutsa,

Haruzi rwedu toga,

Rwobvisa kunyunyuta

Kuvatyi vaJa.

Zva m’gumo wavapedyo,

Ngatisanonzwisisa

Rudo ngaruwedzere

Kuvanhu vose!

Ngatidanane kwazvo

Njere dzokumusoro.

Titevere Ja m’rudo

Kwenguva dzose, Kwenguva dzose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe