RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 119
  • Kubatisisa “Tariro Inofadza”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kubatisisa “Tariro Inofadza”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kubatisisa Tariro Yedu
    Imbirai Jehovha
  • Kubatisisa Tariro Yedu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 119

Rwiyo 119

Kubatisisa “Tariro Inofadza”

(Tito 2:13)

1. Vanhu vave vachitsvangadzira m’rima.

Voshingairira zvinhu zvenhando.

Huipi hwose hwofumurwa zvino;

M’gumo unosuruvarisa.

(Korasi)

2. Tofara kudzidza chikonzero chaJa

Chokubvumira huipi zvikuru.

Zvichagadzikiswa naKristu Jesu.

Vari vake vachaimbisa.

(Korasi)

3. Muzuva redu ziviso inonzwika.

Vanhu havafaniri kuva m’rutyo.

‘Mwari anonunura vanochema.’

Tose ngatitarire mberi.

(KORASI)

Farai Umambo hwaswedera.

Kutonga kwaKristu kobvisa rutyo.

Pamhedziso nhamo dzichapfu’ra.

Tibatisise tariro yom’faro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe