RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 139
  • Teerera Mashoko oUmambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Teerera Mashoko oUmambo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rudzi Rutsvene rwaJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsigira Jehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tizira kuUmambo hwaMwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 139

Rwiyo 139

Teerera Mashoko oUmambo

(Isaya 55:7)

1. Terera mashoko oUmambo nhasi

Jesu pa’noti: “Ndakunda nyika.

Nokukurumidza Mhandu ichabviswa;

Tizai tsika’yi nokukurumidza.”

(Korasi)

2. Jehovha ari kudana vanhu nhasi:

“Imi vanyoro, Mungafarisa.

Zva Kristu acharatidza simba rake

Kubvisa marwadzo nhamo nokuchema.”

(Korasi)

3. Vofara vanhu vanoterera nhasi

Vofara kuti: “Ndinoterera!”

Zva Mwari wochengeta vanoterera,

Vanotanga kutsvaka Umambo hwake.

(KORASI)

Vakaipa ngasiye huipi,

Ngavasiye mifungo yakaipa.

Ngavadzokere kunaye

Mwari Anokanganwira zvikuru.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe