RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 165
  • Rumbidza Ja Neni!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Ja Neni!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Nekuda kweMwana Wake, Muzodziwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 165

Rwiyo 165

Rumbidza Ja Neni!

(Pisarema 145:21)

1. Rumbidza Ja, Mambo wedu.

Vosevanofema ngavam’kudze.

Tim’rumbidze zuva rose

Zivisa vanhu ukuru hwake.

Zivisa vanhu ukuru hwake.

2. Rumbidza Ja. Ane tsitsi

Uye anononokakutsamwa.

Mukurusa zvechokwadi;

Basa rake rinofadza kwazvo.

Basa rake rinofadza kwazvo.

3. Rumbidza Ja. Anogutsa

Avo vanotsamira paari.

Otsigira vakaneta.

Nei kusadudza kunaka’ku?

Vanhu taurai kunaka’ku.

4. Rumbidza Ja, Ari pedyo;

Tikada betsero anotinzwa.

Vakaipa woparadza,

Vanomuda unovachengeta.

Vanomuda unovachengeta.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe