RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 189
  • Kuzivisa Zuva raJehovha Ramatsive

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuzivisa Zuva raJehovha Ramatsive
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Zuva raMwari Ramatsive
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • “Ndakugadza Kuti Uve Murindi”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Tevedzera Jesu—Paridza Noushingi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Unoparidza Usingatyi Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2000
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 189

Rwiyo 189

Kuzivisa Zuva raJehovha Ramatsive

(Isaya 61:2)

1. Hwamanda inonzwika;

Yakajeka kwazvo.

Kutsiva kwaJehovha

Kwoswedera pedyo.

Totaura m’ushingi,

Nyange tichisekwa.

Nyevero ngaipiwe;

Ushe hwakazvarwa.

2. Hondo ndeyaJehovha.

Jesu m’tungamiri.

Achakunda pam’gumo,

Achikudza idi.

Unyanzvi hwaSatani

Huchaguma chose.

Kuti tigone kurwa

Todzidziswa naJa.

3. Nharire dzonyevera.

Muhumwe vonzwika.

Wose munzvimbo yake

Yokupiwa naJa.

Jehovha une nguva;

Nguva yavapfupi

Yokuparidza Ushe

Nokupa mushumo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe