RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 222
  • Ngwarira Mubairo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ngwarira Mubairo!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Ramba Wakatarira Mubayiro!
    Imbirai Jehovha
  • Ramba Wakatarisa Mubayiro!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Maziso Ako Ngaarambe Ari pamubayiro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 222

Rwiyo 222

Ngwarira Mubairo!

(2 VaKorinte 4:18)

1. Apo mapofu o’nazve

Nzeve dzemhatsi dzonzwazve,

Marenje opfumvutira

Mvura’tsva dzoyereramo,

Zvirema zvokwakukawo,

Vadiwa vasingachafi

Nguvadzi uchadziona,

Ukarwira mubairo.

2. Zvimumumu zvotaura,

Vatana vova vaduku,

Pasi pomeresa kwazvo

Zvakanaka hazviperi,

Nziyo dzavana dzonzwikwa,

Rugarewo rwova kose,

Uchaonawo rumuko,

Ukarwira mubairo.

3. Bere, gwai zvodya pamwe,

Bere, mhuru zvova pamwe,

Mwana wozvitungamira,

Zvichanzwavo inzwi rake.

Misodzi yova yazuro,

Rutyo, marwadzo zvapera,

Uchaona ’She ozvi’ta,

Ukarwira mubairo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe