Chikamu 5
Kuparidza Umambo Kunofambisirwa Mberi Nokubudiswa Kwemabhuku eBhaibheri
Kuparidza mupasi rose rinogarwa—kwaigona sei kuitwa? Seizvo chikamu chino (Ganhuro 25 kusvikira ku27) chinoratidza, mitoo yakashandiswa yakabatanidza kutangwa kwenzvimbo dzokudhinda munyika dzakawanda dzokubudisa maBhaibheri nemabhuku eBhaibheri kusvika vanhu vamarudzi ose.
[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 554]