RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 101
  • Kuzivisa Chokwadi cheUmambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuzivisa Chokwadi cheUmambo
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuzivisa Chokwadi cheUmambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuzivisa Zvokwadi yoUmambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Paimba Neimba”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 101

Rwiyo 101

Kuzivisa Chokwadi cheUmambo

Rakaprindwa

(Mabasa 20:20, 21)

1. Pane pataisaziva

Kurarama kwomuKristu.

Jehovha ndokutuma

Chokwadi chake semwenje.

Takaziva kuda kwake,

Kuzivisa mbiri yake,

Kushumira Jehovha,

Tizivise zita rake dzvene.

Tinoparidzira vose

Pamasuo nomunzira.

Tishandise nguva yedu

Vadzidze, vasunungurwe.

Patinoparidza m’nyika

Vanamati vowedzera.

Timushumire Mwari

Kusvikira azoti zvakwana.

(Onawo Josh. 9:9; Isa. 24:15; Joh. 8:12, 32.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe