RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 1
  • Unhu hwaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unhu hwaJehovha
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Unhu hwaJehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mavara aJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Zvisikwa Zvipenyu Zvine Zviso Zvina’ Zvinomiririrei?
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke” Kuti Jehovha Akudzwe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 1

Rwiyo 1

Unhu hwaJehovha

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 4:11)

1. Jehovha mune simba guru.

Ndimi tsime roupenyu hwose.

Zvisikwa zvodudza simba renyu;

Kunyanya pazuva guru.

2. Chigaro chenyu kururama.

Munozivisa mitemo yenyu.

Patinoverenga Shoko renyu,

To’na uchenjeri hwenyu.

3. Kupfu’ra zvose, rudo rwenyu

Hapana angamboruripira.

Unhu hwenyu pamwewo nezita,

Tichanyatsozvizivisa.

(Onawo Pis. 36:9; 145:6-13; Jak. 1:17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe