RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 28
  • Rwiyo Rutsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rwiyo Rutsva
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Imbai Rumbidzo yaJehovha Noushingi!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 28

Rwiyo 28

Rwiyo Rutsva

Rakaprindwa

(Pisarema 98)

1. Imbirai Mwari, Rwiyo rwokumurumbidza.

Taurai mabasa ake makuru.

Rumbidzai ruoko rwake rwune simba.

Iye anotonga neruramisiro.

(KORASI)

Imbai!

Ngarunzwike rwiyo!

Imbai!

Jehovha ndiMambo.

2. Danidzirai, Muchimufarira Mambo!

Rumbidzai zita raMwari norwiyo.

Shevedzerai nevamwe pamberi pake.

Rudimbwa nebhosvo zvinomurumbidza.

(KORASI)

Imbai!

Ngarunzwike rwiyo!

Imbai!

Jehovha ndiMambo.

3. Gungwa nezviri mariri ngazviungire.

Zvimwewo zvisikwa ngazvidairire.

Nyika ifare, Nenzizi ngadziombere.

Makomo, mapani, Ngazvimurumbidze.

(KORASI)

Imbai!

Ngarunzwike rwiyo!

Imbai!

Jehovha ndiMambo.

(Onawo Pis. 96:1; 149:1; Isa. 42:10.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe