RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 12
  • Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 12

Rwiyo 12

Upenyu Husingaperi Hwakapikirwa

Rakaprindwa

(Pisarema 37:29)

1. Hupenyu hwakapikirwa.

Nyika haizobviswi.

‘Vanyoro vachatumbuka.’

Zvichatoitika.

(KORASI)

Upenyu chaihwo

ngatihushandire.

Zvaakapikira

Zvichazadziswa.

2. Pachasvika paradhiso

Tichazosunungurwa.

Tichatongwa naJehovha,

Tova norugare.

(KORASI)

Upenyu chaihwo

ngatihushandire.

Zvaakapikira

Zvichazadziswa.

3. Pachamutswa vakawanda

Kusuwa kuchapera.

Achapukuta misodzi

Nokutida kwake.

(KORASI)

Upenyu chaihwo

ngatihushandire.

Zvaakapikira

Zvichazadziswa.

(Onawo Isa. 25:8; Ruka 23:43; Joh. 11:25; Zvak. 21:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe