RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 40
  • Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Imbai Rumbidzo yaJehovha Noushingi!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 40

Rwiyo 40

Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo

Rakaprindwa

(Mateu 6:33)

1. Chinokosheswa naMwari,

Chinomufadza kwazvo,

Ndihwo Umambo hwaKristu,

Huchagadzira zvose.

(KORASI)

Tanga kutsvaka Umambo

Nokururama kwake.

Imbai, mumurumbidze,

Muve vakatendeka.

2. Tingazvidyirei mwoyo

Kuti tichanzwa nzara?

Mwari wedu achatipa

Tikatsvaka Umambo.

(KORASI)

Tanga kutsvaka Umambo

Nokururama kwake.

Imbai, mumurumbidze,

Muve vakatendeka.

3. Ngatizivise Umambo,

Tivaite vaone

Tariro muna Jehovha,

Nomukutonga kwake.

(KORASI)

Tanga kutsvaka Umambo

Nokururama kwake.

Imbai, mumurumbidze,

Muve vakatendeka.

(Onawo Pis. 27:14; Mat. 6:34; 10:11, 13; 1 Pet. 1:21.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe