RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 76
  • Jehovha, Mwari Worugare

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, Mwari Worugare
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha, Mwari Werugare
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Rugare rwaMwari” Ngarurinde Mwoyo Wenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Rugare—Ungaruwana Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • “Rugare Kwamuri”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 76

Rwiyo 76

Jehovha, Mwari Worugare

Rakaprindwa

(VaFiripi 4:9)

1. Mwari worugare,

Jehovha, ane rudo,

Tipei rugare rwenyu,

Mabasa awedzere.

Makatitengawo,

Tikada zano renyu.

Tipei rugare rwuno-

pfu’ra kufunga kwose.

2. Nyika inotsvaka

Rugare ichishaya.

Asi pavanhu vaMwari,

Rugare runonaya.

Sezvatozadzisa

Mhiko dzedu kwamuri,

Tikomborerei zvino

Mutipewo rugare.

3. Mudzimu mutsvene

Unotivhenekera.

Unotitungamirira

Munyika ine rima.

Rugare runobva

Kwamuri ruve nesu

Rwurindewo mwoyo yedu

Nepfungwa, tizorodzwe.

(Onawo Pis. 4:8; VaF. 4:6, 7; 1 VaT. 5:23.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe