RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 2 pp. 6-7
  • Mwari Wechokwadi Ndiani?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Wechokwadi Ndiani?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Chikamu 2
    Teerera Mwari
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Midzimu Haina Kurarama Ndokufira Pasi Pano
    Midzimu Yavakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here?
  • Mwari Ndiani?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 2 pp. 6-7

CHIKAMU 2

Mwari Wechokwadi Ndiani?

Jehovha ari pachigaro chake kudenga achitarisa zvisikwa zvake zvekudenga nepanyika

Kunongova naMwari mumwe chete wechokwadi, uye zita rake ndiJehovha. (Pisarema 83:18) Mwari Mweya; hatikwanisi kumuona. Anotida uye anoda kuti timudewo. Anodawo kuti tide vamwe vanhu. (Mateu 22:35-40) Ndiye Wemasimbaose, Musiki wezvinhu zvese.

Chisikwa chaMwari chekutanga chaiva munhu wemweya ane simba, akazozivikanwa saJesu Kristu. Jehovha akasikawo ngirozi.

Jehovha ndiye akasika zvinhu zvese zviri kudenga . . . nepanyika. Zvakazarurwa 4:11

Jehovha Mwari akasika nyeredzi nenyika nezvinhu zvese zviri pairi.​—Genesisi 1:1.

Akasika murume wekutanga Adhamu neguruva revhu.​—Genesisi 2:7.

  • Sei tichifanira kukudza Jehovha?​—Isaya 42:5.

  • Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza nezvaMwari?​—Eksodho 34:6.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe