RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 7 pp. 16-17
  • Jesu Aiva Ani?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Aiva Ani?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Chikamu 7
    Teerera Mwari
  • Jesu Kristu Ndiani?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Jesu Kristu Ndiani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 7 pp. 16-17

CHIKAMU 7

Jesu Aiva Ani?

Jehovha akatuma Jesu panyika. 1 Johani 4:9

Jesu ari kuruoko rwaMwari rwerudyi kudenga

Kana tichida kufadza Jehovha, pane mumwe munhu anokosha watinofanira kuteerera. Munhu wacho aiva ngirozi ine simba kudenga uye Mwari akamusika asati atombosika Adhamu.

Mariya akazvitakura uye pashure pekunge Jesu aberekwa

Nekufamba kwenguva Jehovha akazoita kuti aberekwe nemhandara yainzi Mariya muguta reBhetrehema. Akapiwa zita rekuti Jesu.​—Johani 6:38.

Jesu achidzidzisa vamwe nezvaJehovha

Jesu paaiva panyika, zvaaiita zvainge zvakangofanana nezvinoitwa naMwari. Aiva nerudo netsitsi uye vanhu vainzwa vakasununguka kutaura naye. Akadzidzisa vanhu chokwadi nezvaJehovha asingatyi.

Jesu aiita zvakanaka asi aivengwa. 1 Petro 2:21-24

Jesu achimutsa musikana akafa uye achiporesa murume airwara

Jesu akarapawo vairwara uye akamutsa vakafa.

Vatungamiriri vechitendero vaivenga Jesu nekuti aifumura nhema dzavaidzidzisa nezvinhu zvakaipa zvavaiita.

Jesu achirohwa uye achiurayiwa

Vatungamiriri vechitendero vakanyengetedza vaRoma kuti varove Jesu uye kuti vamuuraye.

  • Sei zvichikosha kuti tizive Jesu?​—Johani 17:3.

  • Jesu aiitei kudenga asati auya panyika?​—VaKorose 1:15-17.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe