RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 12 pp. 26-27
  • Mungaitei Kuti Mumhuri Menyu Muve Nemufaro?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mungaitei Kuti Mumhuri Menyu Muve Nemufaro?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Mhuri Yenyu Inogona Kufara
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Upenyu Hwemhuri Hunofadza Mwari
    Mwari Anodei Kwatiri?
  • Kiyi Mbiri Dzeroorano Inogara
    Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri
  • Chikamu 12
    Teerera Mwari
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 12 pp. 26-27

CHIKAMU 12

Mungaitei Kuti Mumhuri Menyu Muve Nemufaro?

Rudo ndirwo chinhu chikuru chinoita kuti mhuri dzifare. VaEfeso 5:33

Adhamu naEvha mumunda weEdheni

Mutemo waMwari unoti murume anofanira kuva nemudzimai mumwe chete uye mudzimai anofanira kuva nemurume mumwe chete.

Murume ari kupepa mudzimai wake ari kurwara; mudzimai abikira murume wake

Murume ane rudo anobata mudzimai wake neunyoro uye anomunzwisisa.

Mudzimai anofanira kutsigira zvinoitwa nemurume wake.

Baba vari kuudza mwana wavo kuti ateerere pamusangano wechiKristu

Vana vanofanira kuteerera vabereki vavo.

Iva nemutsa uye iva munhu akatendeka. Usaita utsinye nezvimwe zvakaipa. VaKorose 3:5, 8-10

Vabereki vari kudzidzisa mwanasikana wavo Bhaibheri

Shoko raMwari rinoti murume anofanira kuda mudzimai wake sezvaanoita muviri wake uye kuti mudzimai anofanira kupa murume wake ruremekedzo rukuru.

Mudzimai ari kurwadziwa nekuti murume wake ari kuchiva mumwe mukadzi

Mwari haabvumiri kuti munhu arare nemunhu waasina kuroorana naye. Haabvumiriwo barika.

Mhuri iri kutarisa zuva richinyura

Shoko raJehovha rinoratidza zvinofanira kuitwa nemhuri kuti dzifare.

  • Zvibate.​—1 VaKorinde 6:18.

  • Ida vana vako, vadzidzise uye vadzivirire.​—Dheuteronomi 6:4-9.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe