Zvidzidzo zvaunowana muBhaibheri
MANHAMBA EZVIDZIDZO
Gara uchitenda Jehovha 2, 6, 67, 103
Godo rinoparadza ushamwari 4, 14, 41
Hasha dzakaipa 4, 12, 41, 45, 49, 65, 89
Haugoni kunamata Mwari uku uchinyanya kutsvaga Pfuma 10, 17, 44, 59, 75, 76
Hazviiti kuti ude Mwari kana usingadi hama yako 4, 13, 15, 41
Ita zvaunovimbisa sezvinoitwawo naJehovha 8, 9, 11, 23, 24, 31, 34, 35, 36, 66, 93
Iva shamwari yaJehovha 11, 30, 33, 51, 56, 59, 69, 81, 82
Jehovha akasika nyika kuti ive musha wedu 1, 2, 102, 103
Jehovha anoda vanhu vemarudzi ese 30, 33, 48, 54, 77, 94, 97, 98, 99
Jehovha anodzivirira vanhu vanomuda 6, 22, 40, 50, 52, 55, 64, 71, 84
Jehovha anodzivirira vanhu vanozvininipisa 43, 45, 65, 67, 69
Jehovha anoteerera kana tikanyengetera zvichibva pamwoyo 35, 38, 50, 64, 82
Jehovha anotungamirira vanhu vake 18, 25, 26, 27, 29, 34, 39, 44, 73, 80
Jehovha haambonyepi 3, 10, 16, 63, 68, 70, 102, 103
Jehovha haazombokanganwi zvatinomuitira 16, 29, 32, 48, 65, 69, 77, 100
Jehovha ndiye wemasimbaose 1, 7, 18, 19, 20, 21, 22, 26, 55, 60
Koshesa zvaunopiwa naJehovha 12, 13, 24, 35, 36, 56, 75, 95, 100
Kuda kwaMwari kuchaitwa kudenga nepanyika 25, 55, 60, 62, 63, 71, 96, 102
Kunamata kwenhema kunobva kuna Dhiyabhorosi 19, 20, 22, 38, 46, 49, 52, 58
Kungofunga zvakatinakira hakuna kunaka uye kunokanganisawo vamwe 3, 4, 12, 27, 28, 39, 49, 88
Mwari akatipa Bhaibheri kuti tive vakachenjera 56, 66, 72, 75, 81
Paunotambura, usakanda mapfumo pasi 16, 47, 51, 57, 64, 75, 90, 95, 99, 101
Regerera vamwe sezvo Jehovha achikuregererawo 13, 15, 31, 43, 92
Shinga—Jehovha acharamba achikubatsira 40, 47, 51, 53, 57, 61, 64, 65, 76, 88, 101
Teerera Jesu nekuti ndiye Mambo weUmambo hwaMwari 74, 78, 79, 83, 84, 85, 91, 92, 99
Teerera uzviite kuti uwane upenyu 3, 5, 10, 37, 39, 54, 59, 65, 72
Tinofanira kuparidza mashoko akanaka eUmambo 73, 76, 94, 95, 96, 97, 98
Umambo hwaMwari huchaita kuti vanhu vese vafare 1, 48, 62, 79, 81, 83, 85, 86
Usamboita zvakaipa 14, 27, 49, 53, 58, 88, 89
Vakafa vachamutswa 48, 86, 91, 93
Vanhu vanoda Jehovha ndivo shamwari dzakanaka 16, 33, 42, 80, 87, 100, 103
Vanhu vese vanokosha kuna Jehovha 8, 9, 11, 21, 23, 68, 70, 74, 87, 90
Vanoita zvakaipa vachange vasisipo 5, 10, 32, 46, 102