RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 43
  • Munyengetero Wekuonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Munyengetero Wekuonga
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • “Ivai Nokuonga”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Munyengetero Wokuonga
    Imbirai Jehovha
  • “Ratidzai Kuti Munoonga”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • “Tendai Zvese Zvamunoitirwa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 43

RWIYO 43

Munyengetero Wekuonga

Rakaprindwa

(Pisarema 95:2)

  1. 1. Mwari mune nyasha, tokutendai.

    Tonyengetera kwamuri, Baba.

    Tovimba nemi, tokushumirai,

    Tichifadzwa nekufudzwa nemi.

    Tinokanganisa zuva nezuva.

    Tikanganwirei Baba vedu.

    Tinotenda makatidzikinura.

    Tinotenda m’nonyatsotiziva.

  2. 2. Tinotenda munotida zvikuru.

    Makatiswededza pedyo nemi.

    Tidzidzisei, tikushumirei.

    Tizive chinonzi kuvimbika.

    Tinokutendai nesimba renyu.

    Rinotishingisa kutaura.

    Tinozvininipisa tichifara.

    Tinotenda munoda vanyoro.

(Onawo Pis. 65:2, 4, 11; VaF. 4:6.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe