RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CA-brpgm17 pp. 3-4
  • Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  • Purogiramu yeGungano Redunhu ya2016-2017—Nemumiririri Webazi
  • Mashoko Akafanana
  • Ida Mwari Anokuda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • “Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Zvatinodzidza ‘Pamudzidzi Aidiwa naJesu’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • “Ida Jehovha Mwari Wako”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Redunhu ya2016-2017—Nemumiririri Webazi
CA-brpgm17 pp. 3-4

Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:

  1. Ndeupi murayiro mukuru pane yese, uye nei uchikosha chaizvo? (Mat. 22:37, 38; Mako 12:30)

  2. Ndezvipi zvatingaita kuti tisada nyika? (1 Joh. 2:15-17)

  3. Tingadzidzisa sei vamwe kuti “vade zita raJehovha”? (Isa. 56:6, 7)

  4. Tingaratidza sei kuti tinoda hama dzedu zvisina unyengeri? (1 Joh. 4:21)

  5. Vabereki vangadzidzisa sei vana vavo kuti vade Jehovha? (Dheut. 6:4-9)

  6. Ungaratidza sei kuti Jehovha ishamwari yako yepamwoyo? (1 Joh. 5:3)

  7. Tingakwanisa sei kuramba tichida Jehovha kana kuti kutangazve kumuda? (Zvak. 2:4, 5)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe