RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm17 pp. 6-7
  • Svondo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Svondo
  • Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano ra2022
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
CO-pgm17 pp. 6-7
Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemangwanani musi weSvondo pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

Svondo

“Anenge atsungirira kusvikira pakuguma ndiye achaponeswa”​—MATEU 24:13

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 121 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Ngatimhanyei Tichitsungirira’

    • Mhanya Kuti Ukunde! (1 VaKorinde 9:24)

    • Shanda Nesimba Pakuzvisimbisa (1 VaKorinde 9:25-27)

    • Siyana Nezvinhu Zvisina Basa Zvinorema (VaHebheru 12:1)

    • Tevedzera Vanhu Vakaita Zvakanaka (VaHebheru 12:2, 3)

    • Idya Zvekudya Zvine Utano (VaHebheru 5:12-14)

    • Inwa Mvura Yakawanda (Zvakazarurwa 22:17)

    • Teerera Mitemo Yemakwikwi Ekumhanya (2 Timoti 2:5)

    • Iva Nechivimbo Chekuti Uchawana Mubayiro (VaRoma 15:13)

  • 11:10 Rwiyo Nhamba 141 Nezviziviso

  • 11:20 HURUKURO YAVOSE YEBHAIBHERI: Usambofa Wakarasa Tariro! (Isaya 48:17; Jeremiya 29:11)

  • 11:50 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 12:20 Rwiyo Nhamba 20 Nekumbozorora

Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemangwanani musi weSvondo pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 57

  • 1:50 MUTAMBO: Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 3 (Ruka 17:28-33)

  • 2:20 Rwiyo Nhamba 54 Nezviziviso

  • 2:30 “Ramba Wakazvimirira . . . Hazvizononoki.” (Habhakuki 2:3)

  • 3:30 Rwiyo Nhamba 129 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe