RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • rr p. 220
  • ‘Munofanira Kupa Mupiro Uyu’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Munofanira Kupa Mupiro Uyu’
  • Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • A. “Mupiro”
  • B. “Mupiro Wacho Wese”
  • C. “Nharaunda Yejinda”
  • D. “Mupiro Mutsvene”
  • E. “Nzvimbo Inenge Yasara”
  • ‘Guta Racho Richanzi Jehovha Ari Ipapo’
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • “Temberi” ne“Muchinda” Nhasi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 26—Ezekieri
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • “Kuguma Kwazosvika Pauri”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
Ona Zvimwe
Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
rr p. 220

BHOKISI REKUDZIDZISA 21A

‘Munofanira Kupa Mupiro Uyu’

EZEKIERI 48:8

Ngatifambei naEzekieri paari kuongorora nzvimbo yakasarudzwa naJehovha kuti ive mupiro wake. Ine nharaunda shanu. Inharaunda dzipi uye dzaishandiswa pakuitei?

Mepu inoratidza nyika yakatsaurwa naJehovha inonzi ‘mupiro’ uye mepu inoratidza chikamu chenyika yacho chine mativi mana akaenzana, divi rimwe nerimwe rakareba makubhiti 25 000 (makiromita 13). Chikamu ichi chenyika chinonzi ‘mupiro wacho wese’ uye chakakamurwa kuva nharaunda nhatu dzinoti, nharaunda yekumusoro, nharaunda yepakati ine temberi, uye nharaunda yekuzasi chine guta rinonzi ‘Jehovha Ari Ipapo.’

A. “Mupiro”

Inharaunda yaizoshandiswa paurongwa hwekutungamirira.

EZEK. 48:8

B. “Mupiro Wacho Wese”

Inharaunda yaizoshandiswa nevapristi, vaRevhi, uye ndiyo yaizova neguta. Uyewo vanhu vemadzinza ese 12, vanopinda munharaunda iyi kuti vanamate Jehovha uye vatsigire urongwa hweutungamiriri.

EZEK. 48:20

C. “Nharaunda Yejinda”

“Nzvimbo yacho ndiyo ichava nhaka yaro muIsraeri.” “Ichava mugove wejinda racho.”

EZEK. 45:7, 8; 48:21, 22

D. “Mupiro Mutsvene”

Iyi inharaunda yaiva nechekumusoro uye yakasiyiwa kuti ive “yevaRevhi.” “Nharaunda yacho itsvene.” Nharaunda yaiva nechepakati yaiva ‘mupiro mutsvene waizopiwa vapristi.’ Yaiva ‘nedzimba dzavo uye nzvimbo tsvene yaiva netemberi.’

EZEK. 45:1-5; 48:9-14

E. “Nzvimbo Inenge Yasara”

“Ichava yeimba yese yaIsraeri” uye “ichashandiswa neveruzhinji muguta, iine dzimba nemafuro.”

EZEK. 45:6; 48:15-19

Chitsauko 21, ndima 3

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe