RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CA-copgm23 p. 4
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  • Purogiramu yeGungano Redunhu Nemutariri Wedunhu ra2022-2023
  • Mashoko Akafanana
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2022-2023
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu Yegungano Redunhu ya2019-2020—Nemumiririri Webazi
  • Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2019-2020—Nemutariri Wedunhu
  • Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021—Nemutariri Wedunhu
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Redunhu Nemutariri Wedunhu ra2022-2023
CA-copgm23 p. 4

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:

  1. 1. Tingaratidza sei kuti tinokoshesa nzvimbo yedu mumhuri yaMwari? (VaEf. 4:3)

  2. 2. Tingaratidza sei kuti tinogamuchira uye tinokoshesa vamwe, uye nei tichifanira kudaro? (VaR. 15:7)

  3. 3. Tingabatsira sei vanhu vakawanda kuti vave mumhuri yaJehovha? (VaEf. 2:17; 6:15)

  4. 4. Tingava sei vanhu vanoita kuti pave nerugare? (VaEf. 4:29; 5:1, 2; 6:13)

  5. 5. Tingawedzera sei kuda hama nehanzvadzi dzedu? (VaEf. 1:15, 16)

© 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

CA-copgm23-CA

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe