Pinda Muzororo raMwari!
Mangwanani
9:40 Mimhanzi
9:50 Rwiyo Nhamba 87 Nemunyengetero
10:00 Tinopinda Sei Muzororo raMwari?
10:15 Zvinorevei Kuti “Shoko raMwari Ibenyu”?
10:30 Ramba Uchitsvaga Kutungamirirwa naJehovha
10:55 Rwiyo Nhamba 89 Nezviziviso
11:05 Jehovha Anokomborera Vanhu Vanomuteerera
11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
12:05 Rwiyo Nhamba 32
Masikati
1:20 Mimhanzi
1:30 Rwiyo Nhamba 49
1:35 Zvakaitika
1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
2:15 Hurukuro Yekusiyirana: Vanofadza Mwoyo waJehovha!
• Vechidiki
• Hanzvadzi
• Vechikuru
3:00 Rwiyo Nhamba 38 Nezviziviso
3:10 Fadzwa Nekushumira Jehovha
3:55 Rwiyo Nhamba 118 Nemunyengetero