Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:
1. ‘Tinomirira sei Jehovha nemwoyo wese’? (Pis. 130:5, 6)
2. Tingamirira sei Jehovha nemwoyo wese zvinhu pazvinenge zvakaoma? (Hab. 2:3, 4; 2 Tim. 4:2; Ruka 2:36-38)
3. Tingashandisa sei nguva yedu nekuchenjera patinenge takamirira zuva raJehovha? (2 Pet. 3:11-13)
4. Nei tichigona kumirira Jehovha nechivimbo patinosangana nematambudziko? (Pis. 62:1, 2, 8, 10; 68:6; 130:2-4)
5. Chii chatinofanira kuita kuti tiwane ‘mubayiro wevakarurama’? (Pis. 58:11)
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
CA-copgm24-CA